June 26–July 2
EZRA 1-3
Rwiyo 75 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Bvuma Kushandiswa naJehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ezr 1:5, 6—Chidzidzo chipi chatinowana pavaIsraeri vakasara kuBhabhironi? (w06 1/15 19 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ezr 2:58-70 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRararama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 9)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 10 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Wana Mufaro Unobva Pakutanga Kukurukura Nevanhu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri: (30 min.) lff chidzidzo 49 pfungwa 1-5
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 132 Nemunyengetero