Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Bvuma Kushandiswa naJehovha

Bvuma Kushandiswa naJehovha

[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raEzra.]

Jehovha akaisa pfungwa mumwoyo maMambo Koreshi yekuti asunungure vaIsraeri (Ezr 1:1-3; w22.03 14 ¶1)

Jehovha akaita kuti vanhu vake vave nechido chekuvaka temberi (Ezr 1:5; w17.10 26 ¶2)

Kana ukabvuma kushandiswa naJehovha, achaita kuti uite chero chaanenge achida kuitira kuti azadzise chinangwa chake.