Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

June 5-11
  • Rwiyo 87 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 74

  • Iva Shamwari yaJehovha—Gadzirira Kuzopindura: (5 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana zvichiita, bvunzai vana vari muvateereri kuti: Zvii zvaunofanira kuita paunenge uchigadzirira kuti uzopindura pamisangano? Nei tisingafaniri kutsamwa kana tikasasimudzwa kuti tipindure?

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 3 kudzokorora

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 115 Nemunyengetero