Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kuungana Nevamwe Kwakanaka

Kuungana Nevamwe Kwakanaka

Hezekiya akaronga kuti paitwe Paseka huru muJerusarema (2Mak 30:1; it-1-E 1103 ¶2)

Vanhu vakawanda vakauya kunyange zvazvo vaipikiswa (2Mak 30:10, 11, 13; it-1-E 1103 ¶3)

Vakafara zvikuru uye vakakurudzirwa kuramba vachishumira Jehovha (2Mak 30:25–31:1; it-1-E 1103 ¶4-5)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Kupinda misangano uye magungano takaungana kwakandibatsira sei kunyange zvazvo kuita izvozvo kwakanga kusiri nyore?’