May 1-7
2 MAKORONIKE 17-19
Rwiyo 114 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ona Vamwe Semaonerwo Avanoitwa naJehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 17:9—Tinodzidzei kubva paurongwa hwakaitwa naJehoshafati hwekudzidzisa vanhu? (w17.03 20 ¶10-11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 17:1-19 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri—VaR 15:4. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 18)
Hurukuro: (5 min.) w21.05 17-18 ¶11-15—Musoro: Ramba Uine Maonero Akanaka Kana Vanhu Vasingafariri. (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvione Semaonerwo Aunoitwa naJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 44 pfungwa 5-6, pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 111 Nemunyengetero