Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ona Vamwe Semaonerwo Avanoitwa naJehovha

Ona Vamwe Semaonerwo Avanoitwa naJehovha

Mambo Jehoshafati akaita zvinhu nekusachenjera paakaita chibvumirano naMambo Ahabhi (2Mak 18:1-3; w17.03 24 ¶7)

Jehovha akatuma Jehu kuti anotsiura Jehoshafati (2Mak 19:1, 2)

Jehovha akayeuka zvinhu zvakanaka zvakanga zvaitwa naJehoshafati (2Mak 19:3; w15 8/15 11-12 ¶8-9)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri munhu anotarisa zvakanaka zvinoitwa nehama nehanzvadzi dzangu here sezvinoitwa naJehovha?’