May 15-21
2 MAKORONIKE 22-24
Rwiyo 73 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anokomborera Munhu Anoratidza Ushingi”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 24:22—Zvakataurwa naZekariya zvakazadzika sei? (it-2-E 1223 ¶13)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 22:1-12 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 17)
Hurukuro: (5 min.) w10 2/15 6-8 ¶6-10—Musoro: Mweya Mutsvene waJehovha Uchakubatsira Kuti Uve Neushingi. (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 45 pfungwa 4, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 37 Nemunyengetero