PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anokomborera Munhu Anoratidza Ushingi
Jehoshabheyati nemurume wake, Jehoyadha, vakachengetedza Jehoashi kuti asaurayiwa naAtariya (2Mak 22:11, 12; w09 4/1 24 ¶1-2)
Jehoyadha akaratidza ushingi paakaita kuti Jehoashi agadzwe samambo (2Mak 23:1-11, 14, 15; w09 4/1 24 ¶3-5)
Jehoyadha akapiwa rukudzo rwekuvigwa pamwe chete nemadzimambo (2Mak 24:15, 16; it-1-E 379 ¶5)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Ndinofanira kuwedzera kuratidza ushingi pazvinhu zvipi zvekunamata?