Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Jehovha Anokwanisa Kukupai Zvakatowanda Kupfuura Ipapo”

“Jehovha Anokwanisa Kukupai Zvakatowanda Kupfuura Ipapo”

Amaziya akatsvaga masoja ekubhadhara kuti amubatsire kurwisa vavengi vaJehovha (2Mak 25:5, 6)

Munhu waMwari akaudza Amaziya kuti asaenda nemasoja aakanga abhadhara (2Mak 25:7, 8; it-1-E 1266 ¶6)

Jehovha aikwanisa kupa Amaziya zvakawanda kupfuura chero zvaaizorasikirwa nazvo (2Mak 25:9, 10)

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndezvipi zvandingasarudza kurasikirwa nazvo kuti ndiwedzere zvandinoita pakushumira Jehovha? Izvi zvichaita kuti ndiwane makomborero api?’—Mar 3:10; w21.08 30 ¶16.