May 29–June 4
2 MAKORONIKE 28-29
Rwiyo 54 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Unogona Kushumira Jehovha Kunyange Kana Vabereki Vako Vasingamushumiri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 29:25—Kubvuma kwakaita Natani kutsiurwa naJehovha kunotidzidzisei? (w12 2/15 24-25)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 28:1-11 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 19)
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min.) lff chidzidzo 10 pfungwa 4 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Jehovha ‘ndiBaba Venherera’: (8 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Zvemuungano Yenyu: (7 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 47
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 86 Nemunyengetero