Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Unogona Kushumira Jehovha Kunyange Kana Vabereki Vako Vasingamushumiri

Unogona Kushumira Jehovha Kunyange Kana Vabereki Vako Vasingamushumiri

Mambo Ahazi, avo vaiva baba vaHezekiya, vakaita zvinhu zvakaipa zvisingaiti (2Mak 28:1; w16.02 14 ¶8)

Hezekiya akasarudza kushumira Jehovha kunyange zvazvo baba vake vaiita zvakaipa (2Mak 29:1-3; w16.02 15 ¶9-11)

Hezekiya akakurudzira vamwe kuti varambe vachishumira Jehovha pasinei nekuti vanababa vavo vakanga varega kumushumira (2Mak 29:4-6)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandingaita kuti ndikurudzire vechidiki vane vabereki vasingashumiri Jehovha?’