Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

May 8-14
  • Rwiyo 118 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Tendai Muna Jehovha Mwari Wenyu”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 21:14, 15—Zvakaprofitwa naEriya zvakazadzika sei kuna Jehoramu? (it-1-E 1271 ¶1-2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 20:20-30 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU