Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

June 10-16

PISAREMA 48-50

June 10-16

Rwiyo 126 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Vabereki, Itai Kuti Mhuri Yenyu Iwedzere Kuvimba Nesangano raJehovha

(10 min.)

Batsirai vana venyu kuti vaswedere pedyo naJehovha nesangano rake (Pis 48:​12, 13; w22.03 22 ¶11; w11 3/15 19 ¶5-7)

Dzidzisai vana venyu nezvenhoroondo yesangano raJehovha (w12 8/15 12 ¶5)

Teererai mirayiridzo yamunopiwa nesangano raJehovha; pamunodaro munenge muchitodzidzisa mhuri yenyu (Pis 48:14)

ZVAMUNOGONA KUITA PAKUNAMATA KWEMHURI: Potai muchiona uye muchikurukura mavhidhiyo ari pachikamu chakanzi “Sangano Redu” chiri pajw.org.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 49:​6, 7—VaIsraeri vaifanira kuyeukei nezveupfumi hwavaiva nahwo? (it-2-E 805)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Usatye Munhu—Jesu Akazviita Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 6 pfungwa 1-2.

5. Usatye Munhu—Tevedzera Jesu

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 73

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 103 Nemunyengetero