Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

June 24-30

PISAREMA 54-56

June 24-30

Rwiyo 48 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Mwari Ari Kukutsigira

(10 min.)

Vimba naJehovha paunenge uchitya sezvaiitwa naDhavhidhi (Pis 56:​1-4; w06 8/1 22 ¶10-11)

Jehovha anokoshesa kutsungirira kwauri kuita uye achakubatsira (Pis 56:8; cl 243 ¶9)

Jehovha ari kukutsigira. Haazomboregi kana chii zvacho chichitikanganisa zvekuti hazvizogadzirisiki (Pis 56:​9-13; VaR 8:​36-39; w22.06 18 ¶16-17)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 55:​12, 13—Jehovha akagara arongera Judhasi kuti azotengesa Jesu here? (it-1-E 857-858)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 11)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. (lmd chidzidzo 7 pfungwa 4)

6. Hurukuro

(5 min.) w23.01 29-30 ¶12-14—Musoro: Kuda Kristu Kunoita Kuti Tive Neushingi. Shandisai mufananidzo uri pachikamu chino muPurogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa pamunenge muchipa hurukuro ino. (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 153

7. Tinogona Kufara Pasinei. . . Nebakatwa

(5 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO yacho, mobvunza vateereri kuti:

  • Wadzidzei pane zvakaitika kuna Hama Dugbe zvinogona kukubatsira paunenge uchitya?

8. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 70 Nemunyengetero