Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

May 13-19

PISAREMA 38-39

May 13-19

Rwiyo 125 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Usanyanya Kuzvipa Mhosva

(10 min.)

Kunyanya kuzvipa mhosva kwakafanana nekutakura mutoro unorema (Pis 38:​3-8; w20.11 27 ¶12-13)

Pane kuisa pfungwa pane zvinhu zvawakakanganisa kare, ita zvese zvaunogona kuti urarame nenzira inofadza Jehovha (Pis 39:​4, 5; w02 11/15 20 ¶1-2)

Kunyanya kuzvipa mhosva kunogona kuita kuti zvikuomere kunyengetera asi iwe usarega (Pis 39:12; w21.10 15 ¶4)

Kana uchinyanya kuzvipa mhosva, yeuka kuti Jehovha ‘anokanganwira zvikuru’ vatadzi vanenge vapfidza.—Isa 55:7.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 39:1—Ndepapi patingafanira kushandisa zano rekuti ‘tichengetedze miromo yedu nematomu’? (w22.09 13 ¶16)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Ngwarira Matauriro Ako—Pauro Akazviita Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 5 pfungwa 1-2.

5. Ngwarira Matauriro Ako—Tevedzera Pauro

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 44

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 84 Nemunyengetero