Mapiyona ari kuparidzira mashoko akanaka mumutauro wechiTzotzil muChiapas,kuMexico

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU November 2016

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo yeNharireyomurindi uye yechokwadi cheBhaibheri chinoratidza kuti zvatiri kuona zvakagara zvataurwa. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Bhaibheri Rinotaura Kuti Mudzimai Anokwanisa Akaita Sei

Jehovha anokoshesa zvinhu zvipi pavakadzi vakaroorwa?

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”

Mudzimai anokwanisa anoita kuti murume wake aremekedzwe.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako

Kana tikafarira basa ratinoita tichapedzisira tava kunakidzwa naro.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi

Zvii zvaunofanira kuita paunenge uchigadzirira kunodzidzisa munhu Bhaibheri?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”

Mashoko ari pana Muparidzi 12 anotikurudzira kushandisa nguva yatinenge tinayo patinenge tichiri vadiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Vechidiki—Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’

Unokwanisa here kuita basa renguva yakazara?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti

Chii chakaita kuti musikana Mushuramiti ave muenzaniso wakanaka kuvashumiri vaJehovha?