Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MUPARIDZI 1-6

Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako

Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako

Jehovha anoda kuti tinakidzwe nebasa ratinoita uye anotidzidzisa kuti tingazviita sei. Munhu anogona kudzidza kunakidzwa nebasa rake kana akaona zvarakanakira.

Unogona kunakidzwa nebasa rako kana . . .

3:13; 4:6

  • ukaedza kurifarira

  • ukafunga kuti rinobatsira sei vamwe

  • ukariita nemazvo, asi kana wava kumba chishandisa nguva yako kuva nemhuri uye kuita zvekunamata