November 21-27
MUPARIDZI 7-12
Rwiyo 41 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”: (10 min.)
Mup 12:1
—Vechidiki vanofanira kushandisa nguva yavo nesimba ravo pakushumira Mwari (w14 1/15 18 ¶3; 22 ¶1) Mup 12:2-7
—Vechidiki havasati vava kusangana nematambudziko anouya nekukura (w08 11/15 23 ¶2; w06 11/1 16 ¶10) Mup 12:13, 14
—Kushumira Jehovha ndiko kunoita kuti unyatsofara muupenyu (w11 11/1 21 ¶1-6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mup 10:1
—Zvinorevei kuti ‘upenzi hushoma hunokanganisa uchenjeri’? (w06 11/1 16 ¶6) Mup 11:1
—Zvinorevei ‘kukanda zvokudya zvako pamusoro pemvura’? (w06 11/1 16 ¶8) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mup 10:12–11:10
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 2Ti 3:1-5
—Dzidzisa Chokwadi. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Isa 44:27–45:2
—Dzidzisa Chokwadi. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 25-26 ¶18-20
—Koka waunodzidza naye kumisangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 95
“Vechidiki
—Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’”: (15 min.) Musati makurukura nevateereri nyaya iyi tangai mavaratidza vhidhiyo inonzi Vechidiki —Jehovha Anokudai. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 4 ¶7-15, bhokisi rakanzi “Nharireyomurindi Inokwidziridza Zita raMwari,” uyewo bhokisi rakanzi “Chinoita Kuti Tide Zvakanyanya Kuparidza”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 148 Nemunyengetero
Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.