November 28–December 4
RWIYO RWASOROMONI 1-8
Rwiyo 106 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma bhuku reRwiyo rwaSoromoni.]
Rwi 2:7; 3:5
—Mushuramiti akamirira wake chaiye waaizonyatsoda (w15 1/15 31 ¶11-13) Rwi 4:12; 8:8-10
—Paainge akamirira, akaramba akavimbika uye achizvibata (w15 1/15 32 ¶14-16)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Rwi 2:1
—Kunze kwerunako rwake, chiizve chaiita kuti Mushuramiti ayemurwe? (w15 1/15 31 ¶13) Rwi 8:6
—Nei rudo rwechokwadi rwuchinzi “murazvo waJah”? (w15 1/15 29 ¶3; w06 11/15 20 ¶7) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Rwi 2:1-17
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh
—Shandisa vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? pakusuma bhuku racho. (Asi usabva wamuratidza.) Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh
—Koka munhu wacho kumusangano. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 30-31 ¶8-9
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 115
“Vechiduku Vanobvunza Kuti
—Ndagadzirira Kufambidzana Nomumwe Munhu Here?”: (9 min.) Hurukuro inobva munyaya inoti “Vechiduku Vanobvunza Kuti —Ndagadzirira Kufambidzana Nomumwe Munhu Here?” Rudo Rwechokwadi Here Kana Kuti Harusi?: (6 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Rudo Rwechokwadi Here Kana Kuti Harusi?, uye kana yapera mokurukura navo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 4 ¶16-23, bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 34 Nemunyengetero