Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RWIYO RWASOROMONI 1-8

Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti

Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti

Chii chakaita kuti ave muenzaniso wakanaka kuvashumiri vaJehovha?

2:7; 4:12

  • Akamirira wake chaiye

  • Vamwe pavaimufurira kuti adanane nemunhu wese wese iye akaramba

  • Aizvininipisa chaizvo uye aizvibata

  • Haana kutorwa mwoyo negoridhe kana kuti nemashoko anotapira

Zvibvunze kuti:

‘Chii chandingada kutevedzerawo pane zvakaitwa nemusikana Mushuramiti?’