November 7-13
ZVIREVO 27-31
Rwiyo 86 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Bhaibheri Rinotaura Kuti Mudzimai Anokwanisa Akaita Sei”: (10 min.)
Zvi 31:10-12
—Anovimbwa naye (w15 1/15 20 ¶10; w00 2/1 31 ¶2; it-2-E 1183) Zvi 31:13-27
—Anoshanda nesimba (w00 2/1 31 ¶3-4) Zvi 31:28-31
—Akasimba mune zvekunamata uye akakodzera kurumbidzwa (w15 1/15 20 ¶8; w00 2/1 31 ¶5, 8)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zvi 27:12
—Tingaratidza sei kuti takachenjera pakusarudza zvinhu zvinotivaraidza? (w15 7/1 8 ¶3) Zvi 27:21
—Munhu ‘anoedzwa sei paanorumbidzwa’? (w11 8/1 29 ¶2; w06 9/15 19 ¶12) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 29:11–30:4
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri mavhidhiyo emharidzo dzekuenzanisira, mokurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 89
“Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru.
Zvomuungano Yenyu: (10 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 40-41)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 3 ¶13-22, chati rakanzi “Jehovha Anozivisa Chinangwa Chake Zvishoma Nezvishoma,” uye bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 108 Nemunyengetero