Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”

“Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”

Mudzimai anokwanisa anoita kuti murume wake aremekedzwe. Makore akararama Mambo Remueri, murume aiva nemudzimai anokwanisa ‘aizivikanwa pamagedhi eguta.’ (Zvi 31:23) Mazuva ano, varume vanoremekedzwa ndivo vanoshanda sevakuru kana kuti sevashumiri vanoshumira. Kuti vakwanise kuzopiwa basa iri, madzimai avo anofanira kunge achiita zvakanaka uye achivatsigira. (1Ti 3:4, 11) Varume vane madzimai akadaro vanoatenda zvikuru. Kunyange ungano inoatendawo.

Mudzimai anokwanisa anotsigira murume wake nekuita izvi . . .