Vanhu vari pagungano kuMalawi vanoungana manheru kuti vaone JW Broadcasting

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU November 2019

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura kuti Mwari akasikirei vanhu uye kuti achazadzisa sei chinangwa chake.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Musada Nyika Kana Zvinhu Zviri Munyika

Chii chichatibatsira kuti tisatsauswe nezvinhu zviri munyika?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Usava Nemafungiro Enyika Paunenge Uchironga Muchato

Ndeapi mazano emuBhaibheri anobatsira vanenge vachida kuchata kuti varonge muchato wavo nenzira inoita kuti vazosara vaine hana yakachena uye vasingazvidembi?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tinofanira Kurwa Kuti Tirambe Tiri Muchokwadi

Zvii zvatingaita kuti ‘tirwire zvakasimba kutenda’?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ndinoziva Mabasa Ako”

Jesu anoziva zvinhu zviri kuitika muungano dzese uye ndiye anotungamirira vakuru muungano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoziva Zvatinoda

Sei zvichiita sekuti pamagungano ese tinodzidza zvatinenge tichida chaizvo panguva iyoyo? Sei musangano wepakati pevhiki uchitibatsira uye uchitikurudzira?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vatasvi 4 Vemabhiza

Mazuva ano tiri kuona kuzadzika kwezvinomiririrwa nevatasvi 4 vemabhiza vanotaurwa muna Zvakazarurwa. Vanomiririrei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara

Tingaita sei kana tichida kuziva nzira dzekupa nadzo zvipo tichishandisa Indaneti munyika medu?