Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

November 11-17
  • Rwiyo 128 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Tinofanira Kurwa Kuti Tirambe Tiri Muchokwadi”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jud 4, 12—Nei vanhu vasingadi Mwari avo vainge vaverevedza vachipinda muungano vachifananidzwa ‘nematombo akahwanda pasi pemvura pamitambo’? (it-E 2 279, 816)

    • Jud 14, 15​—Nei Inoki akataura zvinhu zvaizoitika kumberi sezvakanga zvatoitika kare, uye uprofita hwacho hwaizozadzika sei? (wp17.1 12 ¶13)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2Jo 1-13 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 87

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 90

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero