Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 JOHANI 1-13; 3 JOHANI 1-14JUDHA 1-25

Tinofanira Kurwa Kuti Tirambe Tiri Muchokwadi

Tinofanira Kurwa Kuti Tirambe Tiri Muchokwadi

Judha 3

Jesu akati: “Rwisai kuti mupinde nesuo rakamanikana.” (Ru 13:24) Mashoko aJesu anoratidza kuti tinofanira kushanda nesimba kuti tifarirwe naMwari. Judha, munin’ina waJesu, akanyorawo kuti: ‘Rwirai zvakasimba kutenda.’ Tinofanira kushanda nesimba kuti: