Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 1-3

“Ndinoziva Mabasa Ako”

“Ndinoziva Mabasa Ako”

1:20; 2:1, 2

  • “Nyeredzi nomwe”: Vakuru vakazodzwa asi dzinogonawo kunzi dzinomiririra vakuru vese

  • “Muruoko [rwaJesu] rwerudyi”: Nyeredzi idzi dzinotungamirirwa naJesu. Kana mumwe mukuru achifanira kubatsirwa, Jesu achaona kuti zvaitwa panguva yake yakakodzera uye maererano nezvaanoda

  • “Zvigadziko zvemarambi zvegoridhe zvinomwe”: Ungano dzechiKristu. Kufanana nezvigadziko zvemarambi zvaiva mutebhenekeri zvaivheneka chiedza, ungano dzechiKristu dzinovheneka chiedza chechokwadi chinobva kuna Mwari. (Mt 5:14) Jesu “anofamba pakati” pezvigadziko zvemarambi pakuti anotungamirira zvinoitwa muungano dzese