November 25–December 1
ZVAKAZARURWA 4-6
Rwiyo 22 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vatasvi 4 Vemabhiza”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 4:1-11 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 53 ¶15 (th chidzidzo 2)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Tangai nekuratidza vhidhiyo inonzi Kupa Zvipo Uchishandisa Foni, Tablet Kana Kombiyuta. Udzai vaparidzi kuti kana vachida kuziva kuti vangapa sei zvipo ngavabaye pakanzi Donations pajw.org kana kuti paJW Library kana kunyora mashoko ekuti donate.pr418.com paIndaneti. Verengai tsamba yakabva kuhofisi yebazi iri kutenda zvipo zvakapiwa mugore rebasa rapfuura. Rumbidzai ungano nekupa kwainoita.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 92
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 43 Nemunyengetero