Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 4-6

Vatasvi 4 Vemabhiza

Vatasvi 4 Vemabhiza

6:2, 4-6, 8

Jesu “akabuda achikunda” paakarwa naSatani nemadhimoni ake kudenga achibva avakanda panyika. Jesu ari kuramba achikunda nekubatsira vashumiri vake uye kuvadzivirira mumazuva ano ekupedzisira. ‘Achapedzisa kukunda kwake’ paachaparadza vatasvi vemamwe mabhiza matatu paAmagedhoni, obva azobvisa zvinhu zvese zvakaipa zvavakakonzera.