Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

November 4-10

1 JOHANI 1-5

November 4-10
  • Rwiyo 122 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Musada Nyika Kana Zvinhu Zviri Munyika”: (10 min.)

    • [Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 Johani.]

    • 1Jo 2:15, 16—“Zvinhu zvese zviri munyika . . . zvinobva munyika,” hazvibvi kuna Baba (w05 1/1 10 ¶13)

    • 1Jo 2:17​—Nyika nekuchiva kwayo zviri kupfuura (w13 8/15 27 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1Jo 2:7, 8​—Murayiro wakataurwa naJohani waiva wekare uye mutsva pakudii? (w13 9/15 10 ¶14)

    • 1Jo 5:16, 17​—Chii chinonzi “chivi chinokonzera rufu”? (it-E 1 862 ¶5)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1Jo 1:1–2:6 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU