Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 JOHANI 1-5

Musada Nyika Kana Zvinhu Zviri Munyika

Musada Nyika Kana Zvinhu Zviri Munyika

2:15-17

Satani anoshandisa zvinhu zvitatu zviri pasi apa kuti atitsause kubva pana Jehovha. Ungazvitsanangura sei?

  • “Kuchiva kwenyama”

  • “Kuchiva kwemaziso”

  • “Kushamisira nezvinhu zvauinazvo”