November 16-22
REVHITIKO 4-5
Rwiyo 84 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ipa Jehovha Zvakanakisisa Zvauinazvo”: (10 min.)
Re 5:5, 6—Munhu aitadza aifanira kupa chibayiro chemhosva chegwayana kana kuti chembudzi (it-2-E 527 ¶9)
Re 5:7—Kana aiva murombo zvekutadza kuwana gwai aigona kupa njiva mbiri kana kuti hangaiwa mbiri (w09 6/1 26 ¶3)
Re 5:11—Kana aiva murombo zvekutadza kuwana njiva kana hangaiwa, aigona kupa chegumi cheefa yefurawa yakatsetseka (w09 6/1 26 ¶4)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 5:1—Vhesi iyi inoshanda sei kuvaKristu? (w16.02 29 ¶14)
Re 5:15, 16—Chii chaizoita kuti munhu anzi ‘atadzira zvinhu zvitsvene zvaJehovha asingazivi’? (it-1-E 1130 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 4:27–5:4 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, asi woshandisa Isaya 9:6, 7. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, asi woshandisa Pisarema 72:16. (th chidzidzo 4)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 209 ¶22-23 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kupayona Tese Kwemakore 60—Jehovha Ndiye Akatibatsira: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Takako naHisako vakawana makomborero api pabasa ravo? Takako akasangana nedambudziko ripi reutano, uye chii chakamubatsira? Chii chakaita kuti vawane mufaro wechokwadi uye vagutsikane muupenyu? Zvakaitika kwavari zvinoenderana sei nezvinotaurwa nemagwaro anotevera: Zvirevo 25:11; Muparidzi 12:1; VaHebheru 6:10?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr “Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira” uye “neTsanangudzo Yezvimwe Zviri Mubhuku Rino”
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 95 Nemunyengetero