Kuratidza Kuonga
Zvibayiro zverugare zvaipiwa nevaIsraeri zvinotiyeuchidza kuti zvinokosha kuti mararamiro atinoita uye minyengetero yedu zviratidze kuti tinoonga Jehovha.—VaF 4:6, 7; VaK 3:15.
-
Patinonyengetera, zvinhu zvipi zvatingatenda Jehovha?—1VaT 5:17, 18
-
Kuratidza kuti tinoonga kunotibatsira sei?
-
Munhu angadyira sei “patafura yemadhimoni,” uye izvi zvinoratidza sei kuti anenge asingaongi Jehovha?—1VaK 10:20, 21