Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha

“Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha

Mari yakapiwa nemukadzi uyu yanga isingatombokwani kutenga zvekudya zvekuti adye kamwe chete. (Ona w08 3/1 12 ¶1-3.) Kunyange zvakadaro, mupiro wake wakaratidza kuti aikoshesa kunamata Jehovha. Ndizvo zvakaita kuti Jehovha akoshese mupiro uyu.—Mk 12:43.

ONA VHIDHIYO INONZI ‘CHIPO CHEKUPA JEHOVHA,’ WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mipiro yatinopa inoshandiswa basa rei?

  • Nei mipiro yatinopa ichikosha kunyange ichiita sekuti mishoma?

  • Tingaita sei kana tichida kuziva dzimwe nzira dzekupa nadzo mipiro munyika yatinogara?—Ona bhokisi rakanzi “ Kupa Uchishandisa Indaneti