Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

Paunoona Munhu Kekutanga November (Mushandirapamwe Unokosha)

Mubvunzo: Kurwisana uye hondo zvichazombopera here?

Rugwaro: Pis 37:10, 11

Pekuzotangira: Ivimbiso ipi yemuBhaibheri inotipa tariro?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

Paunoona Munhu Kekutanga December *

Mubvunzo: Unoona sei Bhaibheri?

Rugwaro: VaR 15:4

Pekuzotangira: Ivimbiso ipi yemuBhaibheri inotipa tariro?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

Paunodzokera *

Mubvunzo: Ivimbiso ipi yemuBhaibheri inotipa tariro?

Rugwaro: Zva 21:3, 4

Pekuzotangira: Chii chichatibatsira kunzwisisa Bhaibheri?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

^ ndima 9 ^ ndima 15 Munogona kuchinja mubvunzo wacho uye pekuzotangira kuti zvienderane nevanhu vamunenge muchikurukura navo.