December 27, 2021–January 2, 2022
VATONGI 13-14
Rwiyo 134 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vabereki Vangadzidzei Pana Manoa Nemudzimai Wake?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Vat 14:2, 3, uye mashoko emuzasi—Mukadzi uyu wechiFiristiya akanga “akakodzera” kuna Samsoni pakuti kudii? (w05 3/15 26 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 14:5-20 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
“Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega.
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi pfupiso yechidzidzo 02, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 17)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 18 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 148 Nemunyengetero