November 22-28
VATONGI 1-3
Rwiyo 126 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ushingi hwaEhudhi Uye Kunyengedza Kwake”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Vat 2:10-12—Nei uyu uri muenzaniso unotinyevera? (w05 1/15 24 ¶7)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 3:12-31 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
“Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvuma Kubatsirwa naJehovha Kuburikidza Nekunyengetera”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Munyengetero.
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 02 mashoko ekusuma uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Shamwari yaJehovha—Zvaunofanira Kuita Muushumiri: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Tinofanira kugadzirirei tisati taenda muushumiri? Tingaitei kuti tiratidzike zvakanaka? Zvii zvatisingafaniri kuita patinenge tiri muushumiri?
“Mazano Ekuti Misangano Yebasa Remumunda Ibatsire”: (10 min.) Mutariri webasa anokurukura nevateereri. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti nei zvichikosha kusvika pamusangano webasa remumunda usati watanga.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 16 ¶9-13, bhokisi 16A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 29 Nemunyengetero