December 13-19
VATONGI 8-9
Rwiyo 125 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zviri Nani Kuti Tizvininipise Pane Kuti Tizvikudze”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Vat 8:27—Gidhiyoni akanamata efodhi yaakagadzira here? (it-1-E 753 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 8:28–9:6 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 9)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri. (th chidzidzo 20)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 02 pfungwa 4 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 17 ¶9-14
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 22 Nemunyengetero