December 12-18
2 MADZIMAMBO 16-17
Rwiyo 115 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwoyo Murefu waJehovha Une Paunogumira”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mad 17:29—‘VaSamariya’ vanotaurwa muvhesi iyi vaiva vanaani, uye shoko iri rakazoshandiswa kureva vanhu vapi? (jy chits. 19 p. 50; Bhokisi)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 17:18-28 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 20)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfungwa 5 (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Iva Nechivimbo Chekuti Tichaponeswa Pachaparadzwa Nyika Ino”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.
Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 31
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 74 Nemunyengetero