December 26, 2022–January 1, 2023
2 MADZIMAMBO 20-21
Rwiyo 41 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Munyengetero Wakaita Kuti Jehovha Achinje Pfungwa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mad 21:13—Zvinorevei kuti Jehovha akashandisa tambo yekururamisa kuyera Jerusarema? (it-2-E 240 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 21:1-15 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfungwa 6 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Anokoshesa Minyengetero Yedu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Ndinorarama Neminyengetero.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 32 pfungwa 5-6 uye pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 142 Nemunyengetero