Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tinokomborerwa Chaizvo Kana Tikaita Zvinhu Nemwoyo Wese

Tinokomborerwa Chaizvo Kana Tikaita Zvinhu Nemwoyo Wese

Erisha akaudza Mambo Jehoashi kuti aite chimwe chinhu chaifananidzira kukunda kwaaizoita Siriya (2Mad 13:15-18)

Nemhaka yekuti Jehoashi haana kuita zvaakaudzwa nemwoyo wese, akanga asiri kuzonyatsokunda sezvaaifanira kuita (2Mad 13:19; w10 4/15 26 ¶11)

Jehovha anokomborera chaizvo vashumiri vake vanomutsvaga nemwoyo wese (VaH 11:6; w13 11/1 11 ¶5-6)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinoratidza sei kuti ndinoda Jehovha nemwoyo wangu wese pandinenge ndichiita zvinhu zvekunamata zvakadai sekuverenga Bhaibheri, kupinda misangano uye kuparidza?’