Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Chii Chingatibatsira Kuti Tisaverengera?

Chii Chingatibatsira Kuti Tisaverengera?

Munhu anoverengera anosundira zvinhu mberi achiti ndichazoti ndoita. Izvozvo handizvo zvakaitwa naJehu paakanzi naJehovha auraye imba yaAhabhi. (2Mad 9:6, 7, 16) Vamwe vanoti: “Ndichazobhabhatidzwa hangu mumakore anotevera.” “Manje manje ndichada kuzova nepurogiramu yekuverenga Bhaibheri zuva nezuva.” “Ndichazopayona kana ndikangowana basa riri nani.” Bhaibheri rine mavhesi anogona kutibatsira kuti tisaverengera pazvinhu zvine chekuita nekunamata.

Mavhesi anotevera anogona kutibatsira sei kuti tisaverengera kuita zvinhu?