Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mukadzi Akaipa Uye Aida Chinzvimbo Akarangwa

Mukadzi Akaipa Uye Aida Chinzvimbo Akarangwa

Atariya akauraya vanhu vemuimba yeumambo achiitira kuti atonge nyika yeJudha (2Mad 11:1; lfb 128 ¶1-2; ona chati rakanzi “‘Imba Yese yaAhabhi Ichaparara’—2Mad 9:8”)

Jehoshebha akaviga Jehoashi, uyo akanga aine kodzero yekuva mambo (2Mad 11:2, 3)

Mupristi Mukuru Jehoyadha akagadza Jehoashi kuti ave mambo achibva auraya Atariya, uyo anofanira kunge akanga ari iye ega weimba yaAhabhi akanga asara (2Mad 11:12-16; lfb 128 ¶3-4)

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Zvakaitika izvi zvinoratidza sei kuti mashoko ari pana Zvirevo 11:21 naMuparidzi 8:12, 13 ndeechokwadi?