December 4-10
JOBHO 22-24
Rwiyo 49 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Munhu Ane Zvaanobatsira Here Kuna Mwari?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 23:13—Kutevedzera zvinoitwa naJehovha kunotibatsira sei kuzadzisa zvinangwa zvedu zvekunamata? (w04 7/15 21-22)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 22:1-22 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 2)
Hurukuro: (5 min.) w21.05 18-19 ¶17-20—Musoro: Kuva Netariro Kunotibatsira Kuti Tirambe Tichishandira Jehovha. (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vafadze Mwari”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 3 ¶1-3, mabhokisi ari papeji 23, 24, 25, 26, ne27
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 25 Nemunyengetero