November 13-19
JOBHO 15-17
Rwiyo 90 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Usatevedzera Erifazi Paunenge Uchinyaradza Vamwe”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 16:22—Mashoko aJobho anoratidza kuti akanga asingatendi kuti kune rumuko here? (w06 3/15 14 ¶11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 17:1-16 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Bhaibheri—Job 26:7. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 11)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chikamu 1 mibvunzo yekudzokorora 6-10 (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 2 ¶1-7, mashoko ekusuma chikamu 1
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 118 Nemunyengetero