Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo

Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo

Hama dzaJobho dzakanga dzisisafambidzane naye (Job 19:13)

Jobho akanga asisaremekedzwe nevana vadiki uye nevaranda vake (Job 19:​16, 18)

Shamwari dzaJobho dzepedyo dzakamupandukira (Job 19:19)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaramba sei ndichiratidza rudo kune mumwe munhu wandinonamata naye ari kusangana nematambudziko?’—Zvi 17:17; w22.01 16 ¶9; w21.09 30 ¶16; w90 9/1 22 ¶20.