Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

November 27–December 3

JOBHO 20-21

November 27–December 3
  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Upfumi Handihwo Hunoratidza Kuti Munhu Akarurama”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 20:2—Vakuru vangabatsira sei vaya vanenge vaine zviri ‘kuvanetsa mupfungwa’? (w95 1/1 9 ¶19)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 20:1-22 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU