PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”
Vanhu havakwanisi kunzvenga rufu kana kumutsa vakafa (Job 14:1, 2, 4, 10; w99 10/15 3 ¶1-3)
Vakafa vanogona kuraramazve (Job 14:7-9; w15 4/15 32 ¶1-2)
Jehovha anokwanisa uye anoda kumutsa vashumiri vake (Job 14:14, 15; w11 3/1 22 ¶5)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Chii chinoita kuti Jehovha ade kumutsa vashumiri vake vakatendeka? Izvi zvinoita kuti unzwe sei nezvaJehovha?