Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

December 2-8

MAPISAREMA 113-118

December 2-8

Rwiyo 127 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Ticharipa Jehovha Nechii?

(10 min.)

Jehovha anotichengetedza, anotibata zvakanaka, uye anotinunura (Pis 116:​6-8; w01 1/1 11 ¶13)

Tinogona kumuripa kana kuti kumutenda nekuteerera zvaanotiudza uye zvaanotidzidzisa (Pis 116:​12, 14; w09 7/15 29 ¶4-5)

Tinogona kuripa Jehovha nekumupa “chibayiro chekuonga” (Pis 116:17; w19.11 22-23 ¶9-11)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 116:15—‘Vanhu vaMwari vakavimbika’ vari kurehwa pavhesi iyi ndivanaani? (w12 5/15 22 ¶1-3)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Iva Neushingi—Jesu Akazviratidza Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 12 pfungwa 1-2.

5. Iva Neushingi—Tevedzera Jesu

(8 min.) Kukurukura nevateereri muchishandisa lmd chidzidzo 12 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 60

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 29 Nemunyengetero