Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

December 9-15

PISAREMA 119:​1-56

December 9-15

Rwiyo 124 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. “Jaya Ringaita Sei Kuti Nzira Yaro Irambe Yakachena?”

(10 min.)

Ramba uchizvichengetedza (Pis 119:9; w87 11/1 18 ¶10)

Batirira pazviyeuchidzo zvaMwari (Pis 119:​24, 31, 36; w06 6/15 25 ¶1)

Usatarisa zvinhu zvisina basa (Pis 119:37; w10 4/15 20 ¶2)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zviyeuchidzo zvipi zvandakapiwa zvinondibatsira kuti ndirambe ndakachena pamberi paJehovha?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 119—Pisarema iri rakanyorwa sei uye nemhaka yei? (w05 4/15 10 ¶2)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Tanga kukurukura nemunhu waunosangana naye mumugwagwa pamunenge muchibva pane imwe imba muchienda pane imwe. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 4)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Pawakambokurukura nemunhu wacho akakuudza kuti achangobva kufirwa nehama yake kana kuti shamwari yake. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 3)

6. Hurukuro

(5 min.) ijwyp 83—Musoro: Ndingakunda Sei Miedzo? (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 40

7. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember

8. Zvemuungano Yenyu

(5 min.)

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 21 Nemunyengetero