November 11-17
PISAREMA 106
Rwiyo 36 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Vakakanganwa Mwari Muponesi Wavo”
(10 min.)
VaIsraeri pavakanga vava kutya, vakabva vapandukira Jehovha (Eks 14:11, 12; Pis 106:7-9)
VaIsraeri pavakanga vava nenzara nenyota, vakatanga kugunun’unira Jehovha (Eks 15:24; 16:3, 8; 17:2, 3; Pis 106:13, 14)
VaIsraeri pavakanga vava kunetseka, vakatanga kunamata zvidhori (Eks 32:1; Pis 106:19-21; w18.07 20 ¶13)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Patinosangana nematambudziko muupenyu, zvakanakirei kuti tiyeuke kubatsirwa kwatakamboitwa naJehovha kare?
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Pis 106:36, 37—Kunamata zvidhori kwakabatana papi nekupa zvibayiro kumadhimoni? (w06 7/15 13 ¶9)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 106:21-48 (th chidzidzo 10)
4. Taura Zviri Nyore Kunzwisisa—Jesu Akazviratidza Sei?
(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 11 pfungwa 1-2.
5. Taura Zviri Nyore Kunzwisisa—Tevedzera Jesu
(8 min.) Kukurukura nevateereri muchishandisa lmd chidzidzo 11 pfungwa 3-5 uye zviri pakanzi “Onawo.”
Rwiyo 78
6. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 18 ¶1-5, mabhokisi ari papeji 142, 144